Mweri
Mataridziko
Mweri izita remhuri rinowanikwa muKenya, Tanzania.
- Vanhu vane zita iri: Emmanuel Mweri; Amina Mweri; Bwanga Mweri; Mweri Nganje; Wambui Mweri.
- Mazwi anotodzana: kuyera, kuyedza, chiedza, mwedzi.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Giryama vanoti mweri (adj. pure) kureva kuchena. Giryama vanoti mwezi (adj. cleansing) kureva kuchenesa.
- Nyanja vanoti kuyera (of whiteness, cleanliness, brightness, clearness, purity, holiness) kureva kuchena.
- Nyakyusa vanoti unkasi umwelu kureva mukadzi muchena. VaTakwane vanoti weela (v. be white). Yoweela (adj. white).
- VaGwere vanoti bweru (1. whiteness, 2. transparency, honesty, intergrity) kureva huchena.
- Herero vanoti oku-yerisa (v. to glorify, exalt). Taita vanoti kuelesa (to purify) kureva kuchenesa.
- Kikuyu inoti mweri (n. month) kureva mwedzi. VaGulu vanoti numba yera (clean house) kureva imba yakachena.