Svetuka kuchirochemo

Mvumbi sezita

Kubva Wikipedia

Mvumbi izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa, Malawi neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Sandiswa Mvumbi; Olive Mvumbi; Chaida Mvumbi; Ketia Mvumbi.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyungwe inoti mbvumbi (n. drizzle) kureva mubvumbi. Chewa inoti mvumbi (heavy rain; continuous rain) kureva mubvumbi.
  • Bemba inoti mfumbi (rainy day) kureva mubvumbi. MaZulu vanoti umvumbi (1. Continuous heavy rainfall; 2. Monopolizing of the conversation).
  • Kikongo inoti mfumbula (n. rain lasting all day or nearly so) kureva mubvumbi. Mamwe mazwi: mvumbi (n. an exceedingly heavy rain) kureva mubvumbi.
  • Swahili inoti kivumbi (1. dust, vapour, haze; 2. dust cloud, sandstorm, 3. great quantity, large number 4. crowd, noise, confusion).
  • Kaonde inoti muvumbi (n. non-stop rain) kureva mubvumbi.