Mutuwa sezita

Kubva Wikipedia

Mutuwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Tinashe Mutuwa; Judith Mutuwa; John Mutuwa; Brenda Mutuwa.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Chewa inoti kutuwa (v. to be white with ash, chalk, flour or paint) vachireva kucheneruka nokuda kwedota, kana flawa.
  • VaLenje vanoti tuwa (Be or become light in colour, bright, white, clean, pure, shining) vachireva kuva chichena, chitsvene kana chakajeka.
  • Nyanja vanoti kutuwa (to be white; with ashes, flour, chalk or paint) kureva kucheneruka. Nsenga inoti tua (be white - bright, pure).
  • Lenje inoti tuwa (of character - guileless, wholesome, honest, pure.) vachireva munhu akachena moyo.
  • Digo vanoti tuwa (to be settled in one's mind, to be calm) vachireva kugadzikana pfungwa.