Mutumba sezita
Mataridziko
Mutumba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Obey Mutumba; Letwin Mutumba; Tichaona Mutumba; John Mutumba.
- Mutumba (n. Cream of a tartar tree).
- Kudumbirwa (Chasten, subdue, sober).
- Mazita ari pedyo: Mudumbi; Chitumbura sezita, Chitumba sezita, Dumbura.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Herero inoti tumba (bring down, subdue, reduce - as swelling by fomenting, manage people, train).
- Herero inoti omu-tumba (n. downs; sandhills. Downland rolling upland, in the chalk areas of South Britain, characterized by lack of trees and used mainly as pasture).
- VaZulu vanoti tumba (bring into submission, capture, take captive, take spoil, pillage, conquer). Muenzaniso: ukuthumba izinkomo zezitha (to capture the enemies' cattle).
- Nyanja inoti mtumba (a quiver of skin) kureva goba redehwe. Nsenga vanoti mutumba (width, breadth, thickness).
- Tunen inoti ʊ̀≠tʊ́ᵐb–á (v. pass, succeed). Shambala inoti mtumba (n. maternal uncle).
- Kikongo inoti tumba (v. Dignify). VaNyungwe vanoti -tumba (lift up, exalt oneself).