Kudumbirwa
Mataridziko
Kudumbirwa (Chasten, subdue, sober) rinotaura apo munhu anenge apererwa nokuda kwenhamo kana madzudzo epanyika ochitanga kufunga nokufunganya.
- Tarisa chinyorwa chakanzi Mutumba sezita.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Dumbidza - Rufu runodumbidza vanhu.
- dumbi (ideophone of Chastening, subduing saddening). Ukatamba namaisva uchaswera wati dumbi: if you play with fire (lit: bad things) you will spend the day in a very subdued frame of mind.
- Chidhakwa chakafarikana nezuro, asi nhasi a dumbirwa.
Mitauro yeChiBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Herero vanoti tumba (bring down, subdue, reduce - as swelling by fomenting, manage people, train). Mamwe mazwi: tumbisa, tumba (subdue e.g. fire, so it smoulders not flame) kureva kudumbidza.
- Herero vanoti tumbuka (v. approach) kureva kuswedera. Mamwe mazwi: tumbura (v. cause to draw near; cause to obey; subdue; tame).
- Zulu vanoti tumba (bring into submission, capture, take captive, conquer).