Svetuka kuchirochemo

Mutola sezita

Kubva Wikipedia

Mutola izita remhuri rinowanikwa muKenya, Mozambique neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Maria Mutola; Marlen Mutola; Mirella Mutola; Ana Mutola.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo anowanikwa kumitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.