Mutamba

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Matamba Akaibva

Mutamba, muhumi, mushumwi, muzhinyu kana muzhumwi (n. Strychnos cocculoides) muti unowanikwa muZimbabwe unobereka muchero une deko gobvu rakakukuta.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Kurapa[chinja | edit source]

  • Mudzi wemutamba unotapwa mushonga unorapa marwadza emudumbu, uye marwadzo epahuro.

Mitauro yeAfrika[chinja | edit source]

  • Bemba vanoti ifisongole (n. damba fruit) kureva damba. Nsenga vanoti chizimbili kureva damba.
  • Nambya vanoti ipwi (n. dark damba fruit) kureva damba rakasvipira. Mamwe mazwi: tambashoko (n. orange damba fruit).
  • Oshiwambo vanoti omauni (n. dark damba fruit) kureva damba. IsiNdebele vanoti umkhemeswane kureva damba.
  • Venda vanoti maramba kureva matamba. Moore vanoti katr-poondo (n. strychnos spinosa) kureva mutamba kana mun'ono.
  • Hadiyya inoti damba (n. gall bladder) kureva gungwa. Mamwe mazwi: dambo (n. bile).
Mukati medamba

Zvakakochekwa[chinja | edit source]