Musoki

Kubva Wikipedia

Musoki izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Kenya, Uganda neDemocratic Republic of the Congo.

  • Vanhu vane zita iri: Abel Musoki; Samantha Musoki; Sharda Musoki; Patience Musoki.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo vanoti soka (to discover, invent, find out, devise, design, plan, contrive). Mamwe mazwi soka (scheme, plot, project). Mamwe mazwi: nsoki (schemer, inventor).
  • VaKongo vanoti Musoki (n. name given to first girl born in family). Mamwe mazwi: soka (fabricate or make up something not true) kureva kutaura nyaya yekunyepa.
  • Ila vanoti ku soka (to go and examine traps) vachireva kufamba uchimema miteyo. Lozi inoti musoki (n. person who stirs buhobe. (from-soka).
  • MaZulu vanoti soka (circumcise) vachireva kuchecheudza. Kinande vanoti omusoki (n. the subject of a chief) kureva munhu anotongwa naShe.
  • Lubukusu vanoti khuusoka (v. swim) kushambira. Mamwe mazwi: omusoki (n. swimmer) kureva mushambiri