Mushara sezita
Mataridziko
Mushara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Nelson Mushara; Sabastian Mushara; Dattus Mushara; Sinanzekile Mushara.
- Mazwi ari pedyo: Musharo, Musharo sezita, Mashara sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Sangho vanoti sara (v. perform, do, act, make; fabricate) kureva kuita. Sangho vanoti sara kusara kana sara koa (v. work) kureva kushanda.
- Sangho vanoti sara (v. affect; cause; behave). Sokuti: kobela asara mbi (sickness affects me). Nzala asara mbi (hunger affects me).
- Sangho vanoti sara kai (v. to paddle). Mamwe mazwi: sara boi (v. to act as a servant. Boi - servant). Sara ecole (v. go to school).
- Mandinka vanoti saraa (to pay; reimburse) kureva kuripa.