Muripo

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKuripa)

Muripo imari kana chimwe chinoperekwa nemunhu anenge akapara mhosva achibvuma kutadza kwake. Imwe nguva muripo unoenzaniswa nechinhu chinenge cheparadzwa sokuti ane mombe yaurayiwa anokwanisa kuripwa neimwe mombe. Asi imwe nguva hazvigone kuripa nechaparadzwa, sokuti papondwa munhu, hapana angati munhuane mutengo wakadini. Asi kuVaShona kunemuripo waitemwa pane nyaya dzakaita sokupondwa, kumitisa musikana wausina kuroora zvichingodaro.

Maitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]