Murowa sezita
Mataridziko
Murowa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, DRC neMalawi.
- Mazwi ari pedyo: Mugodhi weMurowa unocherwa dhaimondi muZimbabwe.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Lenje vanoti lilowa kana malowa (soil, earth) kureva dhaga.
- Lenje vanoti wulowa kana malowa (n. blood) vachireva ropa.
- VaLenje vanoti lowa (fish with line and hook) kureva kuraura.
- Nsenga inoti kuloba (fish with a hook). Taabwa inoti mulobi (n. fisherman).
- VaZigula vanoti kulowa (v. to fish) kureva kuredza.
- VaBukusu vanoti khuuloba (v. hook, angle, fish with line and hook).
- Bavili vanoti lowu (fish with a line). Taabwa inoti kulovya (v. Send fishing).