Mupinda
Mataridziko
Mupinda kana Mpinda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Karen Mupinda; Ngonidzashe Mupinda; Olivia Mupinda; Tinashe Mupinda.
- Mazwi ane hukama: Kapindo, Chapinduka.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Mambwe vanoti mpinda (load of salt packed in bark sack) mutwaro wemunyu uri munhava. Nyanja inoti mpinda (n. woven bag used to carry salt) ibhegi rekutakura munyu.
- Kikongo inoti mpinda (n. a groundnut, arachis hypogaea) kureva nzungu.
- MaZulu vanoti phinda (Repeat, do again). Sokuti: ukuphinda ingoma (to repeat a song). MaZulu vanoti phinda (Return, go back). Sokuti: ukuphinda emuva (to return back).
- MaZulu vanoti phinda (Fold, make double; duplicate). Sokuti: ukuphinda ucansi (to fold a mat). VaYao vanoti pinda (Fold; bend) vachireva kupeta.
- MaZulu vanoti umphinda, emphinda kana muva (adv. behind) vachireva kumashure. Kinande vanoti omuhinda (n. a big drum) kureva ngoma huru.