Mupanguri

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mupanguri izita remhuri muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaHerero vanoti pangura kana okupangura (adjudge - make a decision; adjudgement, arbitrate) apa kureva kushara zano.
  • VaHerero vanoti omu-pangure (arbiter; arbitrator) kureva mutongi. VaHerero vanoti pangura (separate the fighting people) kureva kurandutsira.
  • VaRundi vanoti gupangura (to clear off - as table etc; to take down tent). VaRundi vanoti gupanga (to prepare, wipe off, pitch tent, spread out, set the table).
  • VaKongo vanoti bangula (v. to take to pieces, pull down, destroy, demolish, lay open, make plain, clear, disclose, divulge as a secret). Izwi iri rinodudza zvimwe nokuti figure out muEnglish.