Kapangura

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kapangura izita remhuri muZimbabwe neNamibia.

  • Vanhu vane zita iri: Ronald Kapangura; Tinashe Kapangura; Ngarii Kapangura; Kapangura Tjikuere.
  • Tarisai chinyorwa chinonzi kupangura kutimuone zvimwe zvinoreva shoko irori.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Herero vanoti pangura (separate the fighting people) kureva kurandutsira. Mamwe mazwi: pangurua kana panguka (separated) kureva chakapatsanurwa.
  • Herero vanoti pangura kana okupangura (adjudge - make a decision; adjudgement) kureva kushara zano. Chimbalazi vanoti khpaangula (v. delete).
  • VaRundi vanoti gupangura (to clear off - as table etc; to take down tent). Mamwe mazwi: gupanga (to prepare, wipe off, pitch tent, spread out, set the table).

Mazita ari pedyo[chinja | edit source]