Kupandukira

From Wikipedia
(Redirected from Mupanduki)
Jump to navigation Jump to search

Kupandukira (to revolt) zvinoreva kumukira tenzi wako kana mutungamiri ambenge achitonga pamusoro pako.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Mugore ra2018 vamwe vatungamiri vakabatana nemawuto eZimbabwe vakamukira mutungamiri wenyika Robert Mugabe.
  • Nyika yenyu yaita matongo, madhorobha enyu apishwa ngomuriro; pamberi penyu vapara vanodya nyika yenyu; yaita matongo, yabvukwa ngavapara: Your country is desolate, your cities are burned with fire; strangers devour your land in your presence; and it is desolate as overthrown by strangers.
  • ...ndakabvuka upfumi hwavo...: I raided their treasures (Isaiah 10:13, Bhaibheri reChiNdau).

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Kubvuka (to plunder; to raid; to overthrow). Kune zita remhuri rinonzi Rabvukwa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti ambuka (break contact, cross over). MaZulu vanoti ambuka (Disown allegiance to, abandon one's chief in favour of another; turn traitor; desert to the enemy).
  • MaZulu vanoti phendukela (Turn against; turn for: revolve for; change for; repent for) kureva kupandukira. UMzilikazi wambuka kuShaka kureva - Mzilikazi akapandukira Shaka.
  • MaZulu vanoti imphambosi (1. Deviation; side issue; a turning from the usual course; 2. Perverting influence) vachireva mupambutsi.
  • Mang'anja vanoti kupanduka (schism) kureva kupanduka. Barotse vanoti -banduka (v.i. to split off - as an animal from a herd; to get free from harm) vachireva kupanduka.