Kupandukira
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKupanduka)
Kupandukira (to revolt) zvinoreva kumukira tenzi wako kana mutungamiri ambenge achitonga pamusoro pako.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mugore ra2018 vamwe vatungamiri vakabatana nemawuto eZimbabwe vakamukira mutungamiri wenyika Robert Mugabe.
- Nyika yenyu yaita matongo, madhorobha enyu apishwa ngomuriro; pamberi penyu vapara vanodya nyika yenyu; yaita matongo, yabvukwa ngavapara: Your country is desolate, your cities are burned with fire; strangers devour your land in your presence; and it is desolate as overthrown by strangers.
- ...ndakabvuka upfumi hwavo...: I raided their treasures (Isaiah 10:13, Bhaibheri reChiNdau).
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaZulu vanoti ambuka (break contact, cross over). MaZulu vanoti ambuka (Disown allegiance to, abandon one's chief in favour of another; turn traitor; desert to the enemy).
- MaZulu vanoti phendukela (Turn against; turn for: revolve for; change for; repent for) kureva kupandukira. UMzilikazi wambuka kuShaka kureva - Mzilikazi akapandukira Shaka.
- MaZulu vanoti imphambosi (1. Deviation; side issue; a turning from the usual course; 2. Perverting influence) vachireva mupambutsi.
- Mang'anja vanoti kupanduka (schism) kureva kupanduka. Barotse vanoti -banduka (v.i. to split off - as an animal from a herd; to get free from harm) vachireva kupanduka.
- Herero vanoti oru-panda (n. a band or group of men; troop or company of people; multitude; army). Mamwe mazwi: oru-panda (n. outdoors; open air as opposed to home; in the fields; outside not having a home).