Mun'ando

Kubva Wikipedia

Mun'ando, mupondo, mubondo kana mumwando (n. Bauhinia petersiana. Perlebia petersiana. Large white bauhinia) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica, dzinoti: Congo, Kinshasa, Tanzania, Zambia, Malawi, neMozambique.

Kudya[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mhodzi dzemuti uyu dzinodyiwa kuBotswana. Vamwe vanokanga mhodzi dzacho vodzikuya kuita kofi. Matswana vanoshandisa mhodzi dzacho kusvina mafuta.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kihehe vanoti mukomba (n. Bauhinia petersiana. Perlebia petersiana) kureva muti wemun'ando.

Zvakakochekwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]