Mun'ando
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMubondo)
Mun'ando, mupondo, mubondo kana mumwando (n. Bauhinia petersiana. Perlebia petersiana. Large white bauhinia) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica, dzinoti: Congo, Kinshasa, Tanzania, Zambia, Malawi, neMozambique.
Kudya
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mhodzi dzemuti uyu dzinodyiwa kuBotswana. Vamwe vanokanga mhodzi dzacho vodzikuya kuita kofi. Matswana vanoshandisa mhodzi dzacho kusvina mafuta.