Mukupira sezita

Kubva Wikipedia

Mukupira izita remhuri uye rekupihwa rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Farai Mukupira; Bernard Mukupira; Munyaradzi Mukupira; Sandy Mukupira.
  • Mazita ari pedyo: Mkupira, Mukupa, Gupira.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLozi vanoti mukupi kana bakupi pakuwanda n. persistent beggar. (from kupa).
  • Herero vanoti kupa (v. to marry) kureva kuroora. Mamwe mazwi: Oku-kupa kana o-ngupiro (n. marriage) (v. she has or is married).