Mkupira sezita

Kubva Wikipedia

Mkupira izita remhuri uye rekupihwa rinowanikwa muMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Anthony Mkupira.
  • Mazita ari pedyo: Gupira, Mukupa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaLozi vanoti mukupi kana bakupi pakuwanda n. persistent beggar. (from kupa).
  • Herero vanoti kupa (v. to marry) kureva kuroora. Mamwe mazwi: Oku-kupa kana o-ngupiro (n. marriage) (v. she has or is married).