Mukupa

Kubva Wikipedia

Mukupa izita remhuri uye rekupihwa rinowanikwa muZambia neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Paul Mukupa; Fiston Mukupa; Mukupa Mwapa; Mukupa Phiri.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaLozi vanoti mukupi kana bakupi pakuwanda n. persistent beggar. (from kupa).
  • Herero vanoti kupa (v. to marry) kureva kuroora. Mamwe mazwi: Oku-kupa kana o-ngupiro (n. marriage) (v. she has or is married).