Svetuka kuchirochemo

Mukonza

Kubva Wikipedia

Mukonza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Kenya neSouth Africa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaNyungwe vanoti kukondza (to do; work; create; repair). Mamwe mazwi kukondzeka (to be ready). Sokuti kukondzeka ulendo (pack - for a journey)
  • VaTonga vanoti kukonzya (have the ability) kureva kuva unogona.
  • VaChewa vanoti kukonza (v. to correct a mistake; adjust, adapt, fit, suit, make suitable, mend, remedy, purify) kureva kugadzirisa.
  • VaChewa vanoti kukonza (v. to decorate, make oneself tidy, to dress food, garnish, ornament, prepare - make ready) kureva kushongedza.