Mukombe (mudziyo)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mukombe (Ladle, cup) zvinoreva mudziyo unoshandiswa kuchera mvura kana mimwe mituvi kazhinji kubva muchirongo, hari kana poto.

Tsika[chinja | edit source]

  • Tinaye naIrikidzai vakanga vaine hushamwari hwemukombe nechirongo.

Miytauro yeBantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti ingweshe kana izingweshe (n. ladle).
  • MaZulu vanoti khwesha (v. 1. Draw inward, bend inward; be curved in). MaZulu vanoti khweshe (ideo of drawing in, doubling up. 2. of light, quick gait).
  • MaZulu vanoti ukhweshe kana okweshe (n. 1. Palm of the hand - that which can be bent in at the middle; 2. Handful.) vachireva chanza kana rwanza.