Svetuka kuchirochemo

Mukaro

Kubva Wikipedia

Mukaro izita remhuri muZimbabwe.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Yao vanoti mkalo (n. a knife). Herero vanoti ongaro kana omukaro (n. case, condition, circumstance).
  • Lugwere vanoti mukalo (n. foodstuff that is usually eaten fresh but has instead been smoked or sun-dried for preservation e.g. meat, fish, dried greens, and mushrooms) kureva mufushwa.
  • Lenje vanoti chikalo kana mukalo (n. Well; water-well; water-hole). VaNyoro vanoti mukaro (hardened meat; permican) - zvichida kureva chimukuyu.
  • Dagbani vanoti kalo (n. lime, bone-ashes). Mamwe mazwi: kaloo (n. whitewash).