Muhwezha

Kubva Wikipedia
Muhwezha une maruva

Muhwezha, mufitikaranje, muramba kana muruka (n. Combretum collinum. Bicoloured bushwillow) muti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica. Muti uyu unokura musavhana uye mumasango.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • IsiNdebele vanoti Umkhosikazi kana Umkhozikazi (n. Combretum collinum. Combretum binderanum) kureva muti wemuhwezha.
  • VaTonga vanoti Mukunza (n. Combretum collinum. Silver bushwillow) kureva muti wemuhwezha.
  • VaHlengwe vanoti boza (n. Combretum collinum. Kalahari bushwillow) kureva muti wemuhwezha.

Zvakakochekwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]