Muhwezha
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMufitikaranje)

Muhwezha, mufitikaranje, muramba kana muruka (n. Combretum collinum. Bicoloured bushwillow) muti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica. Muti uyu unokura musavhana uye mumasango.