Muchirahondo

Kubva Wikipedia

Muchirahondo izita remhuri muZimbabwe. Zvichida zita iri rinoreva munhu akapona muhondo.

  • Kune nzvimbo inonzi Tachila (we have survived) kuVutswana, zita racho richireva kuti tapona. Izwi iri rinobva kuVakalanga.

Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye Chibantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • BaKalanga vanoti chila (live; survive) zvichireva kupona. VaChewa vanoti chira (to recover, to be cured or feel better after illness) kureva kupora.
  • VaBwisi vanoti kukila (1.be healed; recover from sickness; 2. to survive). VaBwisi vanoti kukiliya (v. healed). VaTaita vanoti kukila (v. to avoid).
  • VaKikuyu vanoti kochira (to legislate) vachireva kutema mutemo. VaKikuyu vanoti kochira (to decide) vachireva kuronga zano?.
  • VaWanga vanoti khuchira (causes, reasons, be the reason for). Eshichira (n. reason, cause). VaBukusu vanoti khuukila (v. cause, be reason of).
  • VaGungu vanoti kukira (v. 1. beat, win, conquer - in war, sports etc; 2. surpass, do or have more, be to a greater degree, be in excess of something else).