Svetuka kuchirochemo

Msipa

Kubva Wikipedia

Msipa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Venda vanoti musipha (n. muscle) vachireva mhasuru.
  • VaMambwe vanoti musipa (a kind of small fish, minnow) kureva mhando yehove diki.
  • VaDigo vanoti msipha (neck) kureva mutsipa.
  • VaDigo vanoti msipha (foot (i.e. base) a mountain or hill) kureva muzasi megomo.
  • MaZulu vanoti umsipa (n. tendon) vachireva mudzira.