Mlamba sezita
Mlamba izita remhuri rinowanikwa muKenya, Zimbabwe, Tanzania neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Peter Mlamba; Magret Mlamba; Tsungi Mlamba; Modester Mlamba.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.