Miko

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Miko (Obligations in a Vow) zvinoreva mirawu kana tsika dzinofanirwa kucherechedzwa nemunhu anenge aita mhiko. izwi iri rinorevawo zvinotevedzwa nemunhu anenge apiwa mushonga kun'anga.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaDigo vanoti miko (customs, taboo) kureva miko.