Mhumburu (chizere)
Mataridziko
Shoko rokuti Mhumburu (whole object, rounded) rinoreva chinhu chose chizere chisina kugurwa, kuchekwa kana kupatsanurwa. Saka pakuverengwa kwenhamba mazuvaose panotevedzwa nhamba mhumburu dzinoti 1, 2, 3, 4, 5 ..... zvichingodaro. Nhamba mhumburu haina dimbu kana musarirwa pairi.
Vamwe vatauri vanoti mbumbira - Whole of an object or collection, as opposed to a part.
Tsika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Shato inokwanisa kumedza mhembwe iri mhumburu.
- Katsitsi zvinoreva kamedu kadikisa kechinhu chizere.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaHerero vanoti omutundu (completely; completeness) kureva zvachose kana zvakaperevera.
- VaHerero vanoti omutundu (the whole; entirely, entirety) kureva zvachose kana mhumburu.
- VaSwahili vanoti zima (entire, whole, complete). Sokuti nchi zima - whole country; mkate zima - whole loaf; namba nzima - whole number.
- VaSwahili vanoti mtu mzima (grown person, adult).