Mhumburu (chizere)

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Shoko rokuti Mhumburu (whole object, rounded) rinoreva chinhu chose chizere chisina kugurwa, kuchekwa kana kupatsanurwa. Saka pakuverengwa kwenhamba mazuvaose panotevedzwa nhamba mhumburu dzinoti 1, 2, 3, 4, 5 ..... zvichingodaro. Nhamba mhumburu haina dimbu kana musarirwa pairi.

Vamwe vatauri vanoti mbumbira - Whole of an object or collection, as opposed to a part.

Tsika[chinja | edit source]

  • Shato inokwanisa kumedza mhembwe iri mhumburu.
  • Katsitsi zvinoreva kamedu kadikisa kechinhu chizere.