Mhingaidzo
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMhinganidzo)
Izwi rokuti mhingaidzo, chipingaidzo, kana chidziviso (n. obstacle; hinderance) rinoreva chinhu chinodzivisa kubudirira kwakanaka kwechirongwa kana chinangwa chiri kushandirwa kuti chivepo. Nokumwe kutaura tingati zvibinga mupinyi.
- Kupingaidza (place an obstacle) zvinoreva kuisa chipingidzo chinodzivisa kufamba kwakanaka kwezvinangwa kana zvirongwa.
- Zvipingaidzo kana zvinopingaidza (difficult problems).
- Kukaza (1. Hold back from a course of action; 2. Deter; 3. Dread; 4. Warn).
- Kukazira (Dissuade).
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chikazo (Hindrance. Impediment). Zvichida izwi iri ringaturikira chivakashure anti chinotaurwa kuEnglish.
- Mhinganidzo, mhingidzo, mhingiridzo.
- Murume ndiye akandikazira kuenda nomwana kuchipatara: it was my husband who held me back from taking the child to hospital.
- Akasvikokaza ave parukova achiti, "Hameno zvimwe ndicharumwa, handipindi": when he reached the river he got the wind up, saying, "Perhaps I'll get bitten, I will not enter the water."
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaLenje vanoti pingila (block or obstruct; fasten or bar a door).
- Digo inoti pinga (to oppose) kureva kupinga. VaLamba vanoti pinga kana kanga (v. hinder) kureva kupinga.
- VaNyakyusa vanoti pinga (to obstruct) kureva kupinga. VaNyakyusa vanoti pingana (debate, disagree).