Chikazo

From Wikipedia
(Redirected from Kukazira)

Chikazo (Hindrance. Impediment). Zvichida izwi iri ringaturikira chivakashure anti chinotaurwa kuEnglish.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Murume ndiye akandikazira kuenda nomwana kuchipatara: it was my husband who held me back from taking the child to hospital.
  • Akasvikokaza ave parukova achiti, "Hameno zvimwe ndicharumwa, handipindi": when he reached the river he got the wind up, saying, "Perhaps I'll get bitten, I will not enter the water."

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Baila vanoti ku kasha (to hinder, to check, prevent) zvichireva kukaza.
  • MaZulu vanoti khasa (v.tr. Reprove, upbraid, scold) zvichireva kukazira?