Mhingaidzo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Izwi rokuti mhingaidzo, chipingaidzo, kana chidziviso (obstacle) rinoreva chinhu chinodzivisa kubudirira kwakanaka kwechirongwa kana chinangwa chiri kushandirwa kuti chivepo. Nokumwe kutaura tingati zvibinga mupinyi.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Chikazo (Hindrance. Impediment). Zvichida izwi iri ringaturikira chivakashure anti chinotaurwa kuEnglish.
  • Mhinganidzo, mhingidzo, mhingiridzo.
  • Murume ndiye akandikazira kuenda nomwana kuchipatara: it was my husband who held me back from taking the child to hospital.
  • Akasvikokaza ave parukova achiti, "Hameno zvimwe ndicharumwa, handipindi": when he reached the river he got the wind up, saying, "Perhaps I'll get bitten, I will not enter the water."