Kupepera

From Wikipedia
(Redirected from Kupepereka)
Jump to navigation Jump to search
Mureza weZimbabwe uchiperera mumhepo

Kupepera (to flutter, to wave as a flag) apa kureva kupepereka sezvinoita mureza uchipeperetswa nemhepo.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaSwahili vanoti peperuka kana pepeluka (fly away; be carried away) vachireva kupeperuka.
  • VaSwahili vanoti pepeta kana pepetua (sift, winnow, separate) vachireva kupepeta.
  • VaSwahili vanoti pepe kana mapepe (empty/barren ear of grain) vachireva gufu retsanga yechibage.