Masaisai

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuFungo)
Masaisai pamvura

Masaisai (Waves) zvinoreva masundire angava ari kuitika mumvura, mumhepo, echiedza kana emuriro. Masaisai emvura anokodzerwa nemhepo inosunda mvura kuita mihomba inosumuka kuenda mudenga ichisundwa nesimba remhepo kana nechiro chinenge chadonhera mumvura. Asiwo kana zvinorira zvinotepfenyura masaisai ekurira anofamba nemumhepo. Chiedza zvakare chinofamba semasaisai.

Vamwe vatauri vanoti musuna kana vachireva masaisai madiki angaitwa nedombo rakandirwa mudziva - ripples kuChirungu.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]