Mbwera
Mataridziko
Mbwera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Emmanuel Mbwera; Munashe Mbwera; Sharipa Mbwera; Ennita Mbwera.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.