Kokorodzano
(Redirected from Mbungano)
Jump to navigation
Jump to search
Kokorodzano (Congregation, gathering of living things) zvinoreva gungano kana kuungana kwevanhu kana mhuka.
Shoko iri tinokwanisa kushandiswa kuturikira inonzi congress kuEnglish. Nokumwe kutaura tingati guruundano.
- Kukuruunda (Go to, or from, a place in a great crowd) apa kufamba vanhu vakawanda kuita guruundano.
- Kukurundundudza (Drive many cattle together).
- Danha, Danhadanha, matanhatanha kana matanha pahuwandu (Gathering of people) apa zvichireva kokorodzano.
- Mbungano (Assembly, Congregation).
Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]
- Kokorodzano yeKereke gore rino iri kuitirwa kuSanyati.
- Vanhu vanokokorodzana nokuita gungano guru pamuzinda wachangamire.
Kurerutsa Mitauro yeBantu[chinja | edit source]
- VaTonga vanoti mbungano (Assembly) kureva mbungano. Baila vanoti imbungano (n. Gathering, Assembly) kureva mbungano.
- VaNyakyusa vanoti bungaana (be assembled; assembled) kureva kuungana. Mamwe mazwi: bungaania (gather) kureva kuunganidza.
- VaBemba vanoti cibungwe (congregation) kureva mbungano.
- VaYao vanoti kukokola (to gather up; to gather together in a heap) kureva kukokorodza.