Mbita sezita

Kubva Wikipedia

Mbita izita remhuri rinowanikwa kuKenya neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Stella Mbita; Zandile Mbita; Evelyn Mbita.
  • Vanhu vachaendayo nembita nemisee, ngokuti nyika yeshe inozoita makato neminzwa: Only those with bows and arrows will go there, because the entire land will become thorns and thistles. (Isaiah 7:24, Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.