Svetuka kuchirochemo

Mberi sezita

Kubva Wikipedia

Mberi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Lingala inoti mbeli (n. knife) kureva banga. VaTonga vanoti mbeli (n. blade) kureva banga.
  • Barotse neVaNgala vanoti mbeli (n. small African knife formerly used as razor) kureva imhando yebanga.
  • VaWanga vanoti mberi (before, first) kureva kumberi kana vemberi. Mamwe mazwi: amberi (first, leading).
  • Luwanga vanoti eshiamberi (forequarter, the first). Chewa vanoti mberi (a brother).
  • Maore vanoti mbeli na kana mbeli za (prep. in front of) kureva mberi kwa- kana mberi kwe-.