Mbele sezita
Mataridziko
Mbele izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa, Angola, South Africa neZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Sandiswa Mbele; Dalida Mbele; Bonisiwe Mbele; Mbele Lukombo; Tshepang Mbele.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kimbundu vanoti mbele (n. knife, blade) kureva banga. Mamwe mazwi: Mbele (adj. close; near; nigh' nearby) kureva pedo.
- Lingala inoti mbeli (n. knife) kureva banga. VaTonga vanoti mbeli (n. blade) kureva banga.
- Barotse vanoti mbeli (n. small African knife formerly used as razor) kureva imhando yebanga.