Chitongo sezita
Mataridziko
Chitongo izita rinowanikwa muZimbabwe, Zambia neNamibia.
- Vanhu vane zita iri: Mwila Chitongo; Nucha Chitongo; Tinei Chitongo; Rumbidzai Chitongo.
- Mazita ari pedyo: Madongo, Matongo, Chitonga, Matonga, Chitonge, Katonga.
- Chirevo - Rooranai vematongo.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Zigula vanoti madongo (n. a caravan, a crowd; mass; assembly; company; multitude; party).
- VaZigula vanoti kudonga (v. to go on; proceed). VaZigula vanoti kudongana (v. to follow one another).
- Lubwisi vanoti kitongole kana bitongole (n. organization). Mamwe mazwi: kuba mu kitongole (belong to an organization).
- Kimbundu vanoti mukua kitongo (n. observant person) munhu anocherechedza.