Chirondo

Kubva Wikipedia

Izwi rokuti chirondo kana rondo (Quarry) rinoreva gomba rinocherwa nechinangwa chekukohwa matombo kana dhaga.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaSwahili vanoti udongo (earth) kureva ivhu.
  • VaChewa vanoti dongo (white clay).
  • VaNyungwe vanoti dongo (n. clay, mud for plastering walls) kureva dongo.