Svetuka kuchirochemo

Tonga sezita

Kubva Wikipedia

Tonga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Cameroon neCongo Kinshasa.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Bushong inoti tonga (v. Plait, tuck, braid, as hair or cord; make basket, mat etc.) kureva kuruka.
  • Bushong inoti ntonga (n. Fibre of leaf, used in making cloth; thread made from the palm leaf; cone of roof).
  • Bushong inoti butonga (n. Relationship) kureva hukama. Bushong inoti ntonga (n. slumberer, slumber).