Matanga sezita
Mataridziko
Matanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Godwin Matanga, Tafara Matanga; Tendai Matanga; Clara Matanga.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mamwe mazwi.
- Makua inoti ntanga kana matanga pakuwanda (sails) kureva mucheka unosunda chikepe nesimba remhepo.
- Chuwabo vanoti mattanga (n. feast, party) kureva mabiko. Sangho vanoti matanga (n. feast, ceremony, celebration, party).
- Herero inoti tanga (v. applaud, to praise; glorify, applause). Mamwe mazwi: omutange (n. applauder).
- Lingala inoti matanga (n. mourning) kureva kuchema mufi.