Masunga sezita

Kubva Wikipedia

Masunga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Tinashe Masunga; Edmore Masunga; Brian Masunga; Washington Masunga.
  • Mamwe mazwi: Kasunga sezita.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Bemba inoti sunga (care for, keep). Mamwe mazwi: kasunga (n. host) munhu anogamuchira vaenzi.
  • Lenje inoti sunga (take care of; defend, guard, keep, watch, protect). Chewa inoti kusungira (v. to care for; to care for; to protect).
  • Nyungwe inoti -sunga (conserve) kureva kuchengetedza. Nyanja vioti kusunga (to keep, to watch, preserve) kureva kuchengetedza.
  • Mambwe inoti -sunga (to take care of, look after) kureva kuchengetedza. Mazwi Anotodzana: -sunga mulwale kureva kuchengeta murwere.
  • Mambwe inoti -sunganisya ( to take great care of one another). Mazwi Anotodzana: usunzi (care, charge, custody, protection, safekeeping). Musunzi, Kasunga.
  • Luwanga inoti okhusunga (speak; talk) kureva kutaura. Mamwe mazwi: okhusungana (talk to each other; have a discussion; confer) vachireva kutaudzana.