Kasunga sezita

Kubva Wikipedia

Kasunga izita remhuri rinowanikwa muZambia, Malawi neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Herry Kasunga; Annie Kasunga; Kasunga Musenge; Washington Kasunga.
  • Mamwe mazwi: Masunga sezita.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Bemba inoti sunga (care for, keep). Mamwe mazwi: kasunga (n. host) munhu anogamuchira vaenzi.
  • Nyungwe inoti -sunga (conserve) kureva kuchengetedza. Nyanja inoti kusunga (to keep, to watch, preserve) kureva kuchengetedza.
  • Lenje inoti sunga (take care of; defend, guard, keep, watch, protect). Mambwe inoti -sunganisya ( to take great care of one another).
  • Mambwe inoti -sunga (to take care of, look after) kureva kuchengetedza. Mazwi Anotodzana: -sunga mulwale (to take care of or nurse a sick person) kureva kuchengeta murwere.
  • VaMambwe vanoti usunzi (care, charge, custody, protection, safekeeping).
  • Luwanga inoti okhusunga (speak; talk) kureva kutaura. Mamwe mazwi: okhusungana (talk to each other; have a discussion) kureva kutaudzana.