Svetuka kuchirochemo

Masongo sezita

Kubva Wikipedia

Masongo izita remhuri rinowanikwa kuKenya, Tanzania, Malawi neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Nondo Masongo; Mutale Masongo; Robert Masongo; Edward Masongo.
  • Mazwi ari pedyo: Chisongo, Songo.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • VaMambwe vanoti nsongo (point; apex or point of anything; the point or extremity of any instrument, as spear, arrow, knife, pen, etc).
  • Lubwisi vanoti busonga (n. point, tip, point of something sharp). Mamwe mazwi: kusongola (v. be pointed, sharp).
  • Umbundu inoti ocisongo (n. stinger). Umbundu inoti osongo (n. thorn, private enclosure, compound).
  • Lenje inoti songa (press together, heap up, pile up, cram, give full measure).