Chisongo
Mataridziko
Chisongo izita remhuri rinowanikwa kuZambia.
- Vanhu vane zita iri: Musonda Chisongo; Linda Chisongo; Michael Chisongo; Mwape Chisongo.
- Mazwi ari pedyo: Masongo sezita, Songo.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- VaMambwe vanoti nsongo (point; apex or point of anything; the point or extremity of any instrument, as spear, arrow, knife, pen, etc).
- Lubwisi vanoti busonga (n. point, tip, point of something sharp). Mamwe mazwi: kusongola (v. be pointed, sharp).
- Umbundu inoti ocisongo (n. stinger). Umbundu inoti osongo (n. thorn, private enclosure, compound).
- Lenje inoti songa (press together, heap up, pile up, cram, give full measure).